Johani 11:54 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 54 Nokudaro Jesu akanga asingachafambizve kwose kwose pachena+ pakati pevaJudha,+ asi akabva ipapo, akaenda kunyika yaiva pedyo nerenje, muguta rainzi Efremu,+ uye akaramba ari ikoko aine vadzidzi. Johani Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:54 Jesu—Nzira, pp. 215-216 Nharireyomurindi,6/1/1989, p. 8
54 Nokudaro Jesu akanga asingachafambizve kwose kwose pachena+ pakati pevaJudha,+ asi akabva ipapo, akaenda kunyika yaiva pedyo nerenje, muguta rainzi Efremu,+ uye akaramba ari ikoko aine vadzidzi.