-
Johani 11:57Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
-
-
57 Sezvineiwo, vapristi vakuru nevaFarisi vakanga varayira kuti kana paine munhu aizoziva kwaainge ari, aifanira kuzvitaura, kuti vamubate.
-