Mabasa 2:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Zvino pavakanzwa izvi vakabayiwa pamwoyo,+ uye vakati kuna Petro nevamwe vaapostora vose: “Varume, hama, toitei?”+
37 Zvino pavakanzwa izvi vakabayiwa pamwoyo,+ uye vakati kuna Petro nevamwe vaapostora vose: “Varume, hama, toitei?”+