Mabasa 7:40 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 40 vachiti kuna Aroni, ‘Tigadzirire vanamwari kuti vatitungamirire. Nokuti Mosesi uyu, akatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi kuti chii chaitika kwaari.’+
40 vachiti kuna Aroni, ‘Tigadzirire vanamwari kuti vatitungamirire. Nokuti Mosesi uyu, akatibudisa munyika yeIjipiti, hatizivi kuti chii chaitika kwaari.’+