Mabasa 14:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Mapoka evanhu, achiona zvakanga zvaitwa naPauro, akashevedzera, mumutauro wechiRikaoniya achiti: “Vanamwari+ vava sevanhu uye vaburukira kwatiri!” Mabasa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:11 Nharireyomurindi,6/15/1990, pp. 11-12
11 Mapoka evanhu, achiona zvakanga zvaitwa naPauro, akashevedzera, mumutauro wechiRikaoniya achiti: “Vanamwari+ vava sevanhu uye vaburukira kwatiri!”