VaRoma 9:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 9:17 “Rugwaro Rwose,” p. 24
17 Nokuti Rugwaro runoti kuna Farao: “Nokuda kwechikonzero ichochi ndaita kuti urambe uchirarama, kuti ndiratidze simba rangu nokwauri, uye kuti zita rangu riziviswe munyika yose.”+