VaRoma 10:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Kunyange zvakadaro, havasi vose vakateerera mashoko akanaka.+ Nokuti Isaya anoti: “Jehovha, ndiani akatenda muchinhu chakanzwiwa kwatiri?”+ VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 10:16 Nharireyomurindi,8/15/2011, p. 11 Uprofita hwaIsaya II, pp. 198-199
16 Kunyange zvakadaro, havasi vose vakateerera mashoko akanaka.+ Nokuti Isaya anoti: “Jehovha, ndiani akatenda muchinhu chakanzwiwa kwatiri?”+