VaRoma 13:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ngatifambei zvakakodzera sokunge kuti masikati,+ kwete mumitambo yemafaro akanyanyisa uye kunwira kudhakwa,+ kwete muunzenza hwepabonde uye kusazvibata,+ kwete mukukakavadzana+ negodo. VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 13:13 Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Bhuku, chidzidzo 43 Mukai!,1/8/2002, p. 296/8/1996, pp. 28-29
13 Ngatifambei zvakakodzera sokunge kuti masikati,+ kwete mumitambo yemafaro akanyanyisa uye kunwira kudhakwa,+ kwete muunzenza hwepabonde uye kusazvibata,+ kwete mukukakavadzana+ negodo.