VaRoma 16:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi VaRoma Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 16:25 Nharireyomurindi,6/1/1997, pp. 13-14
25 Zvino kwaari+ iye anogona kuita kuti muve vakasimba maererano nemashoko akanaka andinozivisa uye kuparidzwa kwaJesu Kristu, maererano nokuzarurwa kwechakavanzika chitsvene+ chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi