1 VaKorinde 11:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Kana munhu aine nzara, ngaadye kumba,+ kuti murege kuunganira kutongwa.+ Asi dzimwe nyaya dzasara ndichadzigadzirisa pandinosvika ikoko.
34 Kana munhu aine nzara, ngaadye kumba,+ kuti murege kuunganira kutongwa.+ Asi dzimwe nyaya dzasara ndichadzigadzirisa pandinosvika ikoko.