2 VaKorinde 1:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti Mwanakomana waMwari,+ Kristu Jesu, uyo akaparidzwa pakati penyu nesu, kureva ini naSirivhano naTimoti,+ haana kuva Hungu naAiwa, asi Hungu akava Hungu kwaari.+ 2 VaKorinde Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:19 Nharireyomurindi,3/15/2014, p. 31
19 Nokuti Mwanakomana waMwari,+ Kristu Jesu, uyo akaparidzwa pakati penyu nesu, kureva ini naSirivhano naTimoti,+ haana kuva Hungu naAiwa, asi Hungu akava Hungu kwaari.+