VaEfeso 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ nokuti akatikomborera+ nezvikomborero zvose zvomudzimu munzvimbo dzokudenga,+ tiri pamwe naKristu,
3 Ngaarumbidzwe iye Mwari uye Baba vaShe wedu Jesu Kristu,+ nokuti akatikomborera+ nezvikomborero zvose zvomudzimu munzvimbo dzokudenga,+ tiri pamwe naKristu,