VaEfeso 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Akabvisa ruvengo+ achishandisa nyama yake,+ iwo Mutemo wemirayiro wakaumbwa nemirau,+ kuti asike marudzi maviri+ ari pamwe naye kuti ave munhu mumwe chete mutsva,+ ave norugare;
15 Akabvisa ruvengo+ achishandisa nyama yake,+ iwo Mutemo wemirayiro wakaumbwa nemirau,+ kuti asike marudzi maviri+ ari pamwe naye kuti ave munhu mumwe chete mutsva,+ ave norugare;