VaEfeso 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 kuti maererano nepfuma+ yokukudzwa kwake abvumire kuti musimbiswe mumunhu wamuri nechomukati+ nesimba pachishandiswa mudzimu+ wake,
16 kuti maererano nepfuma+ yokukudzwa kwake abvumire kuti musimbiswe mumunhu wamuri nechomukati+ nesimba pachishandiswa mudzimu+ wake,