VaFiripi 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+ VaFiripi Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:15 Nharireyomurindi,3/15/2007, p. 147/15/1997, pp. 8-13
15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+