VaFiripi 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hazvirevi kuti ndatowana mubayiro kana kuti ndatoitwa akakwana,+ asi ndiri kuvavarira+ kuti ndione kana ndingabatawo+ chandakabatirwa+ naKristu Jesu.
12 Hazvirevi kuti ndatowana mubayiro kana kuti ndatoitwa akakwana,+ asi ndiri kuvavarira+ kuti ndione kana ndingabatawo+ chandakabatirwa+ naKristu Jesu.