1 Timoti 1:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Shoko+ rokuti Kristu Jesu akauya munyika kuzoponesa vatadzi+ rakatendeka uye rinofanira kugamuchirwa kwazvo. Ini ndiri mukuru pana ivava.+
15 Shoko+ rokuti Kristu Jesu akauya munyika kuzoponesa vatadzi+ rakatendeka uye rinofanira kugamuchirwa kwazvo. Ini ndiri mukuru pana ivava.+