1 Timoti 6:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Irwa kurwa kwakanaka kwazvo kwokutenda,+ batisisa upenyu husingaperi hwawakadanirwa uye hwawakazivisa zvakanaka kwazvo+ pamberi pezvapupu zvizhinji. 1 Timoti Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 6:12 Nharireyomurindi,2/15/2004, pp. 26-2710/15/1990, pp. 28-29 Midzimu Isingaoneki, p. 62
12 Irwa kurwa kwakanaka kwazvo kwokutenda,+ batisisa upenyu husingaperi hwawakadanirwa uye hwawakazivisa zvakanaka kwazvo+ pamberi pezvapupu zvizhinji.