VaHebheru 1:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho. VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:2 Nharireyomurindi,6/15/1998, p. 25
2 akataura nesu pakuguma kwemazuva ano+ achishandisa Mwanakomana,+ waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvose,+ uye uyo waakashandisa kuita+ mamiriro ezvinhu epanguva yacho.