VaHebheru 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Saka ndakanyangadzwa nechizvarwa ichi ndikati, ‘Vanogara vachirasika mumwoyo mavo,+ uye ivo havana kusvika pakuziva nzira dzangu.’+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 3:10 Nharireyomurindi,7/15/2011, pp. 25-267/15/1998, pp. 12-13
10 Saka ndakanyangadzwa nechizvarwa ichi ndikati, ‘Vanogara vachirasika mumwoyo mavo,+ uye ivo havana kusvika pakuziva nzira dzangu.’+