VaHebheru 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hama, chenjerai, kuti muna ani naani wenyu murege kumuka mwoyo wakaipa usina kutenda nokubva pana Mwari mupenyu;+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2018 3:12 Nharireyomurindi,12/15/2013, p. 9 3/15/2010, map. 30-31 “Rugwaro Rwose,” p. 245
12 Hama, chenjerai, kuti muna ani naani wenyu murege kumuka mwoyo wakaipa usina kutenda nokubva pana Mwari mupenyu;+