VaHebheru 3:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Nokuti ndivanaani vakanzwa asi vakamutsamwisa kwazvo?+ Chokwadi, vaya vose vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMosesi havana kudaro here?+
16 Nokuti ndivanaani vakanzwa asi vakamutsamwisa kwazvo?+ Chokwadi, vaya vose vakabuda muIjipiti vachitungamirirwa naMosesi havana kudaro here?+