VaHebheru 9:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Naizvozvo kunyange sungano yokutanga+ haina kukumikidzwa pasina ropa.+