VaHebheru 9:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nokuti maererano noMutemo apo murayiro wose wakanga wataurwa naMosesi kuvanhu vose,+ aitora ropa renzombe duku nerembudzi nemvura nemvere dzemakwai tsvuku nehisopi,+ osasa bhuku racho uye vanhu vose,
19 Nokuti maererano noMutemo apo murayiro wose wakanga wataurwa naMosesi kuvanhu vose,+ aitora ropa renzombe duku nerembudzi nemvura nemvere dzemakwai tsvuku nehisopi,+ osasa bhuku racho uye vanhu vose,