VaHebheru 10:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Pashure pokutanga kutaura kuti: “Hamuna kuda uyewo hamuna kubvumira zvibayiro uye zvinopiwa nezvinopiswa zvakakwana nechinopiwa chechivi”+—zvibayiro zvinopiwa maererano noMutemo+—
8 Pashure pokutanga kutaura kuti: “Hamuna kuda uyewo hamuna kubvumira zvibayiro uye zvinopiwa nezvinopiswa zvakakwana nechinopiwa chechivi”+—zvibayiro zvinopiwa maererano noMutemo+—