29 Hamufungi here kuti munhu akatsika-tsika+ Mwanakomana waMwari uye uyo akaona ropa+ resungano raakatsveneswa naro serisingakoshi, uye uyo akatsamwisa mudzimu+ womutsa usina kukodzera kuwanwa nokuuzvidza, achanzi akakodzerwa nechirango+ chakatonyanya kukura?