VaHebheru 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+ VaHebheru Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:8 Nharireyomurindi (Yekudzidza),8/2020, pp. 3-4
8 Nokutenda Abrahamu,+ paakadanwa, akateerera akaenda kunzvimbo yaaizofanira kugamuchira senhaka; uye akabuda, kunyange akanga asingazivi kwaakanga achienda.+