Jakobho 2:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 munofarira+ uya akapfeka zvipfeko zvakanaka kwazvo moti: “Iwe gara pano apa panzvimbo yakanaka,” asi kumurombo moti: “Iwe ramba wakamira,” kana kuti: “Gara apo pedyo nechitsiko chetsoka dzangu,” Jakobho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:3 Nharireyomurindi,11/15/1997, pp. 13-14
3 munofarira+ uya akapfeka zvipfeko zvakanaka kwazvo moti: “Iwe gara pano apa panzvimbo yakanaka,” asi kumurombo moti: “Iwe ramba wakamira,” kana kuti: “Gara apo pedyo nechitsiko chetsoka dzangu,”