Jakobho 5:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu. Jakobho Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 5:17 Nharireyomurindi,4/1/2008, p. 194/1/2005, pp. 27-283/1/1998, p. 277/15/1992, p. 194/1/1992, pp. 17-18 Mukai!,8/8/1998, p. 27
17 Eriya akanga ari munhu aiva nemanzwiro akafanana needu,+ asi mumunyengetero akanyengeterera kuti mvura irege kunaya;+ uye haina kunaya panyika iyoyo kwemakore matatu nemwedzi mitanhatu.
5:17 Nharireyomurindi,4/1/2008, p. 194/1/2005, pp. 27-283/1/1998, p. 277/15/1992, p. 194/1/1992, pp. 17-18 Mukai!,8/8/1998, p. 27