1 Johani 4:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo.+ Kana tikaramba tichidanana, Mwari anoramba ari matiri uye rudo rwake runoitwa kuti rukwane matiri.+
12 Hapana munhu akamboona Mwari chero panguva ipi zvayo.+ Kana tikaramba tichidanana, Mwari anoramba ari matiri uye rudo rwake runoitwa kuti rukwane matiri.+