1 Johani 4:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Uku ndiko kukwaniswa kwakaitwa rudo kwatiri, kuti tive norusununguko rwokutaura+ pazuva rokutongwa,+ nokuti, munyika ino isu pachedu takaita sezvaakaitawo.+
17 Uku ndiko kukwaniswa kwakaitwa rudo kwatiri, kuti tive norusununguko rwokutaura+ pazuva rokutongwa,+ nokuti, munyika ino isu pachedu takaita sezvaakaitawo.+