Zvakazarurwa 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:6 Zvakazarurwa, p. 19
6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.