Zvakazarurwa 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 pakati pezvigadziko zvemarambi pakanga paine mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu,+ akapfeka nguo yaisvika kutsoka, akasunga pachipfuva nebhandi rendarama. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 1:13 Zvakazarurwa, p. 25
13 pakati pezvigadziko zvemarambi pakanga paine mumwe munhu akafanana nomwanakomana womunhu,+ akapfeka nguo yaisvika kutsoka, akasunga pachipfuva nebhandi rendarama.