Zvakazarurwa 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 2:10 Nharireyomurindi,1/1/2007, p. 318/15/2006, p. 245/15/2003, pp. 12-13 Zvakazarurwa, pp. 38-41
10 Usatya zvinhu zvawava kuda kutambura.+ Tarira! Dhiyabhorosi+ acharamba achikanda vamwe venyu mujeri kuti muedzwe kwazvo,+ uye kuti mutambudzike+ kwemazuva gumi. Iva akatendeka kunyange kusvikira kurufu,+ uye ndichakupa korona youpenyu.+