12 “‘Munhu anokunda—ndichamuita mbiru+ mutemberi+ yaMwari wangu,+ uye haazombobudi mairi, uye ndichanyora paari zita raMwari wangu nezita reguta raMwari wangu, iro Jerusarema idzva+ rinoburuka kudenga richibva kuna Mwari wangu, uye zita rangu riya idzva.+