Zvakazarurwa 11:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Muawa iyoyo kudengenyeka kukuru kwenyika kwakaitika, chegumi+ cheguta chikawa; uye vanhu vane zviuru zvinomwe vakaurayiwa nokudengenyeka kwenyika, uye vamwe vose vakatya vakakudza Mwari wokudenga.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 11:13 Zvakazarurwa, pp. 170-171
13 Muawa iyoyo kudengenyeka kukuru kwenyika kwakaitika, chegumi+ cheguta chikawa; uye vanhu vane zviuru zvinomwe vakaurayiwa nokudengenyeka kwenyika, uye vamwe vose vakatya vakakudza Mwari wokudenga.+