Zvakazarurwa 12:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Dhiragoni yakaitira mukadzi hasha,+ ikaenda kunorwa nevana vake vakanga vasara, vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rokupupurira+ Jesu. Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 12:17 Zvakazarurwa, pp. 11-12, 183, 185-186, 279 Kupukunyuka, pp. 176-177
17 Dhiragoni yakaitira mukadzi hasha,+ ikaenda kunorwa nevana vake vakanga vasara, vanochengeta mirayiro yaMwari uye vane basa rokupupurira+ Jesu.