Zvakazarurwa 14:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti: “Nyora kuti: Vanofara ndivo vakafa,+ vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino.+ Chokwadi, mudzimu unoti, ngavazorore pamabasa avo, nokuti zvinhu zvavakaita zvinobva zvaenda navo.” Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:13 Zvakazarurwa, p. 211
13 Zvino ndakanzwa inzwi richibva kudenga richiti: “Nyora kuti: Vanofara ndivo vakafa,+ vanofa vari pamwe naShe+ kubvira panguva ino.+ Chokwadi, mudzimu unoti, ngavazorore pamabasa avo, nokuti zvinhu zvavakaita zvinobva zvaenda navo.”