Zvakazarurwa 14:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Ngirozi yacho+ yakaisa jeko rayo panyika, ikaunganidza muzambiringa+ wepanyika, uye yakaukanda muchisviniro chikuru chewaini chokutsamwa kwaMwari.+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 14:19 Zvakazarurwa, pp. 212-215
19 Ngirozi yacho+ yakaisa jeko rayo panyika, ikaunganidza muzambiringa+ wepanyika, uye yakaukanda muchisviniro chikuru chewaini chokutsamwa kwaMwari.+