Zvakazarurwa 17:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi, nokuti iro ndiShe wemadzishe naMambo wemadzimambo,+ Gwayana richaakunda.+ Uyewo, vaya vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka vari pamwe chete naye vachakundawo.”+ Zvakazarurwa Bhuku Rinobatsira Zvapupu zvaJehovha Pakutsvakurudza—2019 17:14 Nharireyomurindi,7/15/2015, p. 196/15/2012, p. 181/1/2007, p. 272/15/1998, pp. 16-17 “Muteveri Wangu,” p. 23 Zvakazarurwa, pp. 254-256, 276
14 Iwaya acharwa neGwayana,+ asi, nokuti iro ndiShe wemadzishe naMambo wemadzimambo,+ Gwayana richaakunda.+ Uyewo, vaya vakadanwa, vakasarudzwa uye vakatendeka vari pamwe chete naye vachakundawo.”+
17:14 Nharireyomurindi,7/15/2015, p. 196/15/2012, p. 181/1/2007, p. 272/15/1998, pp. 16-17 “Muteveri Wangu,” p. 23 Zvakazarurwa, pp. 254-256, 276