RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO

Mashoko Emuzasi

d Xerxes I aizivikanwa semunhu asinganzwisisiki pake chaipo uye aiva nehasha. Munyori wenhoroondo dzekare wechiGiriki Herodotus akanyora mimwe mienzaniso yehondo dzaXerxes dzaakarwa neGirisi. Mambo uyu akarayira kuti pagadzirwe zambuko paHellespont. Zambuko racho parakaparadzwa nedutu, Xerxes akarayira kuti vavaki vacho vagurwe misoro uye akatoita kuti varume vake “varange” Hellespont nokurova mvura yacho nezvihwepu mashoko okutuka achiverengwa zvinonzwika. Izvi pazvaiitika, mumwe murume aiva mbozha paakakumbira kuti mwanakomana wake asapinda muchiuto, Xerxes akaita kuti mwana wacho agurwe nepakati, mutumbi wake ndokuiswa pachena seyambiro kune vamwe.

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe