Mashoko Emuzasi
a Kana tichida kuti Mwari ateerere minyengetero yedu, tinofanira kuedza nemwoyo wose kuita zvinoenderana nezvaanoda. Kana tikadaro, tinogona kuona kushanda kunoita munyengetero, sezvinotaurwa munyaya ino. Kuti uwane mamwe mashoko, ona chitsauko 17 chebhuku rinonzi Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo? rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha, kana kuti enda pawww.jw.org.