Mashoko Emuzasi
a Vakawanda vanofarira Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene nokuti yakarurama, inovimbwa nayo uye iri nyore kuverenga. Bhaibheri iri rakabudiswa neZvapupu zvaJehovha uye rinowanika mumitauro inopfuura 130. Unogona kuridhaunirodha pajw.org kana kuti kudhaunirodha JW Library app. Kana uchida, Zvapupu zvaJehovha zvinogona kukuvigira kumba kwako.