-
ParadhisoMukai!—2013 | January
-
-
ZVINOTAURWA NEBHAIBHERI
Bhaibheri rinodzidzisa kuti vanhu “vakarurama” vachagara muParadhiso. Asi ndiani anonzi akarurama pamberi paMwari? Hazvirevi munhu anenge achitevedzera mitemo yechitendero chake asi nerweseri asingaiti zvinodiwa naMwari. Bhaibheri rinoti: “Jehovha anofarira zvinopiwa zvinopiswa nezvibayiro sokufarira kwaanoita kuteerera inzwi raJehovha here? Tarira! Kuteerera kuri nani kupfuura chibayiro.” (1 Samueri 15:22) Kutaura zvazviri, vari kunzi “vakarurama” vachagara muParadhiso nokusingaperi, ndivo vaya vanoteerera mirayiro yaMwari yakanyorwa muBhaibheri.
-
-
ParadhisoMukai!—2013 | January
-
-
“Vakarurama vachagara nhaka yenyika, vachagara mairi nokusingaperi.”—Pisarema 37:29.
-