PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 17-21
Bvuma Kuti Jehovha Aumbe Mafungiro Nemaitiro Ako
Bvuma kuumbwa naJehovha
Jehovha anotitsiura kana kuti kutiranga kuti tive neunhu hwakanaka hwechiKristu
Tinofanira kuva vanhu vakapfava uye vanoteerera
Jehovha haambotimanikidzi kuita zvaanoda
Muumbi anogona kuchinja chinhu chaari kuumba oumba chimwe
Jehovha akatipa rusununguko rwekusarudza zvatinoda, saka zviri kwatiri kubvuma kana kuramba kuumbwa naye
Jehovha anoitira vanhu zvinoenderana nekuti vamuteerera here kana kuti havana