RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Anonyengetera Achirwadziwa Zvikuru
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Pavanosvika panzvimbo iyi inoyevedza iri pakati pemiti yemiorivhi, Jesu anosiya vaapostora vake vasere ipapo. Zvimwe vanosara vari pedyo negedhi rebindu iri sezvo achivaudza kuti: “Garai pano ini ndiende uko kunonyengetera.” Jesu anopinda mukatikati mebindu nevaapostora vake vatatu vanoti, Petro, Jakobho, uye Johani. Anorwadziwa kwazvo ovaudza kuti: “Mweya wangu uri kushungurudzwa kwazvo, zvokufa. Garai pano murambe makarinda neni.”—Mateu 26:36-38.

  • Anonyengetera Achirwadziwa Zvikuru
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
    • Paaiva kudenga, Jesu akaona kutambura kwaiita vanhu vaiurayiwa nevaRoma. Iye zvino sezvo ava munhu wenyama anorwadziwawo, kufunga nezvezvichaitika kwaari kuri kumutambudza. Asi chiri kunyanya kumurwadza ndechekuti kufa semunhu atopara mhosva yakaipisisa kuchagona kushoresa zita raBaba vake. Jesu asarirwa nemaawa mashomanana kuti aturikwe padanda sezvinoitwa munhu anomhura Mwari.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe