-
Mibvunzo Inobva KuvaverengiNharireyomurindi—2014 | November 15
-
-
Zvakazarurwa 11:3 inotaura nezvezvapupu zviviri zvaizoprofita kwemazuva 1 260. Nhoroondo yacho inobva yataura kuti chikara chaizorwa nazvo “chozvikunda uye chozviuraya.” Asi pashure “pemazuva matatu nehafu,” zvapupu zviviri izvi zvaizomutswa uye kumutswa ikoko kwaizoshamisa vose vaiona.—Zvak. 11:7, 11.
-
-
Mibvunzo Inobva KuvaverengiNharireyomurindi—2014 | November 15
-
-
Vakazodzwa ava pavakapedza basa ravo rokuparidza vakapfeka masaga, vakaita sevaurayiwa pavakaiswa mujeri kwenguva pfupi iyo inofananidzirwa nemazuva matatu nehafu. Vavengi vevanhu vaMwari vaiona sokuti basa revakazodzwa ava rainge ramiswa, zvikaita kuti vafare chaizvo.—Zvak. 11:8-10.
-