Zvandinodzidza muBhaibheri
MAKORE 3 ZVICHIDZIKA
Caleb anoudzwa kuti shamwari yake iri kurwara.
Saka anoti: “Yaah, ndinoda kumunyorera tsamba kuti apore, ndobva ndanomupa!”
Itiranai mutsa, uye mose muchafara! 1 Petro 3:8
MIRAYIRIDZO KUVABEREKI
Ita kuti mwana wako anongedze:
Imba
Dhesiki
Caleb
Zuva
Shiri
Muti
Udza mwana wako nezveshamwari iri kurwara, wobva wataura nezvezvamungaita mose kuti mukurudzire munhu iyeye.