Genesisi 26:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo mazuva ake ikoko zvaakawanda, Abhimereki, mambo wevaFiristiya akanga achitarira kunze nepahwindo achiona, uye nechekoko Isaka akanga achitamba naRibheka mudzimai wake.+ VaEfeso 5:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Varume, rambai muchida madzimai enyu,+ Kristu zvaakadawo ungano, akazvipa nokuda kwayo,+
8 Naizvozvo mazuva ake ikoko zvaakawanda, Abhimereki, mambo wevaFiristiya akanga achitarira kunze nepahwindo achiona, uye nechekoko Isaka akanga achitamba naRibheka mudzimai wake.+