Genesisi 24:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Zvino musikana wacho akanga ane chitarisiko chakanaka kwazvo,+ ari mhandara, hapana murume akanga amborara naye;+ akadzika kutsime akazadza chirongo chake chemvura akabva akwira.
16 Zvino musikana wacho akanga ane chitarisiko chakanaka kwazvo,+ ari mhandara, hapana murume akanga amborara naye;+ akadzika kutsime akazadza chirongo chake chemvura akabva akwira.